RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 19:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Kunyange zvakadaro, pane zvinhu zvakanaka+ zvakawanikwa kwamuri, nokuti makabvisa matanda matsvene munyika,+ mukagadzirira mwoyo wenyu kuti mutsvake Mwari wechokwadi.”+

  • Ezra 7:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti iye Ezra akanga agadzirira+ mwoyo wake kuti aone kuti mutemo waJehovha+ unotii uye auite+ uye kuti adzidzise+ murau+ nokururamisira+ pakati paIsraeri.

  • Pisarema 10:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Haiwa Jehovha, muchanzwa zvinodiwa nevanyoro.+

      Muchagadzirira mwoyo yavo.+

      Muchateerera nenzeve yenyu,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe