1 Samueri 8:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Samueri akateerera mashoko ose evanhu; akabva aaudza Jehovha.+ Pisarema 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha achanzwa kukumbira kwangu kunzwirwa nyasha;+Jehovha achagamuchira munyengetero wangu.+ Pisarema 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti murombo haazokanganwiki nguva dzose,+Uyewo tariro yevanyoro haizomboparari.+ Pisarema 102:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Achateerera munyengetero wevaya vakapfekenurwa zvinhu zvose,+Haazozvidzi munyengetero wavo.+ Zvirevo 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chibayiro chinopiwa nevakaipa chinhu chinosemesa Jehovha,+ asi munyengetero wevakarurama unomufadza.+ 1 Petro 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+ 1 Johani 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 uye zvinhu zvose zvatinokumbira tinozvigamuchira kubva kwaari,+ nokuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinhu zvinofadza pamberi pake.+
8 Chibayiro chinopiwa nevakaipa chinhu chinosemesa Jehovha,+ asi munyengetero wevakarurama unomufadza.+
12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+
22 uye zvinhu zvose zvatinokumbira tinozvigamuchira kubva kwaari,+ nokuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinhu zvinofadza pamberi pake.+