Isaya 30:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu richiti: “Iyi ndiyo nzira.+ Fambai nayo,” kana muchida kutsaukira kurudyi kana kuti muchida kutsaukira kuruboshwe.+ Jeremiya 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvanzi naJehovha: “Mirai munzira, muone, mubvunze nezvemigwagwa yekare, apo zvino pane nzira yakanaka;+ mufambe mairi,+ uye muwanire mweya yenyu zororo.”+ Asi ivo vakaramba vachiti: “Hatisi kuzofamba.”+ Jeremiya 42:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha Mwari wenyu ngaatiudze nzira yatinofanira kufamba nayo nezvatinofanira kuita.”+
21 Nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu richiti: “Iyi ndiyo nzira.+ Fambai nayo,” kana muchida kutsaukira kurudyi kana kuti muchida kutsaukira kuruboshwe.+
16 Zvanzi naJehovha: “Mirai munzira, muone, mubvunze nezvemigwagwa yekare, apo zvino pane nzira yakanaka;+ mufambe mairi,+ uye muwanire mweya yenyu zororo.”+ Asi ivo vakaramba vachiti: “Hatisi kuzofamba.”+