Revhitiko 26:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+ 2 Makoronike 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino mugore rechishanu raMambo Rehobhoamu,+ Shishaki+ mambo weIjipiti akauya kuzorwisa Jerusarema, (nokuti vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha,)+ 2 Makoronike 32:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Pashure pezvinhu izvi nokutendeka uku,+ Saniheribhi+ mambo weAsiriya+ akauya, akapinda muJudha nechisimba, akadzika musasa kuti arwise maguta akanga akavakirirwa,+ akaramba achifunga zvokuaita ake nokupinda maari nechisimba.
25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+
2 Zvino mugore rechishanu raMambo Rehobhoamu,+ Shishaki+ mambo weIjipiti akauya kuzorwisa Jerusarema, (nokuti vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha,)+
32 Pashure pezvinhu izvi nokutendeka uku,+ Saniheribhi+ mambo weAsiriya+ akauya, akapinda muJudha nechisimba, akadzika musasa kuti arwise maguta akanga akavakirirwa,+ akaramba achifunga zvokuaita ake nokupinda maari nechisimba.