Eksodho 12:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Kana mutorwa waunogara naye achizochengeta paseka yacho inoitirwa Jehovha, vanhurume vose vokwake ngavadzingiswe.+ Zvino angatanga kuswedera pedyo kuti aichengete; iye anofanira kuita somunhu womunyika yacho. Asi hapana murume asina kudzingiswa angaidya. Rute 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Rute akati: “Musanditeterera kuti ndikusiyei, kuti ndirege kuenda nemi; nokuti kwamunoenda ndiko kwandichaendawo, pamunorara ndipo pandichararawo.+ Vanhu venyu vachava vanhu vanguwo,+ naMwari wenyu Mwari wanguwo.+ Isaya 56:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Wokune imwe nyika akauya kuna Jehovha ngaarege kuti,+ ‘Chokwadi Jehovha achandiparadzanisa nevanhu vake.’+ Uyewo ngomwa+ ngairege kuti, ‘Tarirai! ndiri muti wakaoma.’”
48 Kana mutorwa waunogara naye achizochengeta paseka yacho inoitirwa Jehovha, vanhurume vose vokwake ngavadzingiswe.+ Zvino angatanga kuswedera pedyo kuti aichengete; iye anofanira kuita somunhu womunyika yacho. Asi hapana murume asina kudzingiswa angaidya.
16 Rute akati: “Musanditeterera kuti ndikusiyei, kuti ndirege kuenda nemi; nokuti kwamunoenda ndiko kwandichaendawo, pamunorara ndipo pandichararawo.+ Vanhu venyu vachava vanhu vanguwo,+ naMwari wenyu Mwari wanguwo.+
3 Wokune imwe nyika akauya kuna Jehovha ngaarege kuti,+ ‘Chokwadi Jehovha achandiparadzanisa nevanhu vake.’+ Uyewo ngomwa+ ngairege kuti, ‘Tarirai! ndiri muti wakaoma.’”