1 Makoronike 17:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘“Zvino kana mazuva ako akwana, okuti uende, uve pamwe chete nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, uyo achava mumwe wevanakomana vako,+ uye ndichasimbisa kwazvo umambo hwake.+ Pisarema 89:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Ndichagadza mwana wake nokusingaperi+Uye chigaro chake choumambo semazuva okudenga.+ Ruka 1:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+
11 “‘“Zvino kana mazuva ako akwana, okuti uende, uve pamwe chete nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, uyo achava mumwe wevanakomana vako,+ uye ndichasimbisa kwazvo umambo hwake.+
32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+