-
2 Madzimambo 23:3Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
3 Mambo akaramba akamira pedyo nembiru,+ akabva aita sungano+ pamberi paJehovha, kuti vatevere+ Jehovha uye vachengete mirayiro+ yake nezvipupuriro+ zvake nemirau+ yake nomwoyo wose+ nomweya wose+ nokuchengeta mashoko esungano iyi akanga akanyorwa mubhuku iri.+ Naizvozvo vanhu vose vakatsigira sungano yacho.+
-