Genesisi 22:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+ VaHebheru 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti, nezvinhu zviviri zvisingachinjiki zvisingabviri kuti Mwari areve nhema+ pazviri, isu takatizira kunzvimbo yokupotera tikurudzirwe zvakasimba kuti tibate tariro+ yakaiswa pamberi pedu.
16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+
18 kuti, nezvinhu zviviri zvisingachinjiki zvisingabviri kuti Mwari areve nhema+ pazviri, isu takatizira kunzvimbo yokupotera tikurudzirwe zvakasimba kuti tibate tariro+ yakaiswa pamberi pedu.