Esteri 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Modhekai+ akaziva zvinhu zvose zvakanga zvaitwa;+ uye Modhekai akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga,+ akaisa madota,+ akabuda, akaenda pakati peguta, akachema kwazvo zvinoshungurudza.+ Pisarema 65:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Haiwa imi Munzwi womunyengetero, vanhu vemarudzi ose vachauya kwamuri.+ Pisarema 142:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 142 Ndakashevedzera kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndibatsirwe;+Ndakachema kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndinzwirwe nyasha.+
4 Zvino Modhekai+ akaziva zvinhu zvose zvakanga zvaitwa;+ uye Modhekai akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga,+ akaisa madota,+ akabuda, akaenda pakati peguta, akachema kwazvo zvinoshungurudza.+
142 Ndakashevedzera kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndibatsirwe;+Ndakachema kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndinzwirwe nyasha.+