RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 16:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Naizvozvo vakawira pasi nezviso zvavo, vakati: “Haiwa Mwari, Mwari wesimba roupenyu rezvipenyu zvenyama yemarudzi ose,+ kana munhu mumwe chete akatadza, mungatsamwira ungano yose here?”+

  • Pisarema 104:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Kana mukatuma simba renyu rinoita basa, izvo zvinosikwa;+

      Munoita kuti chiso chevhu chive chitsva.

  • Muparidzi 12:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Pashure paizvozvo guruva rinodzokera kuivhu+ sezvarakanga rakaita uye simba roupenyu+ rinodzokera kuna Mwari+ wechokwadi akaripa.+

  • Dhanieri 5:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Asi makazvikwidziridza kuna Ishe wokumatenga,+ uye vatouya pamberi penyu nemidziyo yeimba yake;+ uye imi nemakurukota enyu, varongo venyu nemamwe madzimai enyu mave muchinwira mairi, marumbidza vanamwariwo zvavo vesirivha nevendarama, mhangura, simbi, matanda nematombo,+ vasingaoni chinhu kana kunzwa chinhu kana kuziva chinhu;+ asi hamuna kukudza+ Mwari ane mhepo yenyu yokufema+ muruoko rwake uye ane nzira dzenyu dzose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe