15 Iri ndiro guta raipembera nomufaro rakanga rakagara rakachengeteka,+ riya raiti mumwoyo maro, ‘Ndini, uye hakuna mumwe.’+ Haiwa razova chinhu chinokatyamadza sei, nzvimbo yokuti mhuka dzomusango dzizvambarare! Munhu wose anopfuura nomariri acharidza muridzo; achavheyesa ruoko rwake.”+