RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 36:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Haazobvisi maziso ake pamunhu akarurama;+

      Kunyange madzimambo anogara pachigaro choumambo+—

      Iye achaitawo kuti agare pachigaro nokusingaperi, uye achakwidziridzwa.

  • Pisarema 34:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Maziso aJehovha ari pane vakarurama,+

      Uye nzeve dzake dziri pakuchemera kwavo kubatsirwa.+

  • 1 Petro 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe