Pisarema 92:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti tarirai! vavengi venyu, haiwa Jehovha,+Nokuti tarirai! vavengi venyu vachaparara;+Vanhu vose vanoita zvinhu zvinokuvadza vachaparadzaniswa.+ Zvirevo 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kuyeukwa kwomunhu akarurama kunounza chikomborero,+ asi mazita evakaipa achaora.+ 2 Petro 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,
9 Nokuti tarirai! vavengi venyu, haiwa Jehovha,+Nokuti tarirai! vavengi venyu vachaparara;+Vanhu vose vanoita zvinhu zvinokuvadza vachaparadzaniswa.+
12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,