2 Madzimambo 19:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ndichadzivirira+ guta rino kuti ndiriponese nokuda kwangu+ uye nokuda kwomushumiri wangu Dhavhidhi.”’”+ Pisarema 112:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chokwadi hapana nguva yaachazombozununguswa.+ל [Laʹmedh]Munhu akarurama achayeukwa nokusingagumi.+ Zvirevo 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zita rakanaka rinofanira kusarudzwa panzvimbo pepfuma zhinji;+ nyasha dziri nani kupfuura sirivha nendarama.+ Muparidzi 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zita rakanaka riri nani pane mafuta akanaka,+ uye zuva rokufa riri nani pane zuva rokuberekwa kwomunhu.+
34 Ndichadzivirira+ guta rino kuti ndiriponese nokuda kwangu+ uye nokuda kwomushumiri wangu Dhavhidhi.”’”+
22 Zita rakanaka rinofanira kusarudzwa panzvimbo pepfuma zhinji;+ nyasha dziri nani kupfuura sirivha nendarama.+
7 Zita rakanaka riri nani pane mafuta akanaka,+ uye zuva rokufa riri nani pane zuva rokuberekwa kwomunhu.+