-
Vatongi 6:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 Gidhiyoni akati kwairi: “Pamusoroi, ishe wangu, asi kana Jehovha ainesu, zvino nei zvose izvi zvatiwira,+ uye mabasa ake ose anoshamisa+ ari kupi atakarondedzererwa nemadzibaba edu,+ vachiti, ‘Jehovha haana kutibudisa muIjipiti here?’+ Zvino Jehovha atisiya,+ uye ari kutiisa muchanza chaMidhiyani.”
-