Pisarema 55:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi imi, haiwa Mwari, muchavaburutsira mugomba rakadzikadzika.+Varume vane mhosva yeropa nevanonyengera, havazorarami hafu yemazuva avo.+Asi ini ndichavimba nemi.+ Ezekieri 18:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “‘Kana munhu akarurama akarega kuita zvakarurama, oita zvisina kururama,+ ofira izvozvo, achafa nokuda kwokusaruramisira kwake kwaakaita.+ Ruka 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chokwadi ndinokuudzai kuti aiwa; asi, kana mukasapfidza, imi mose muchaparadzwa saizvozvowo.”+
23 Asi imi, haiwa Mwari, muchavaburutsira mugomba rakadzikadzika.+Varume vane mhosva yeropa nevanonyengera, havazorarami hafu yemazuva avo.+Asi ini ndichavimba nemi.+
26 “‘Kana munhu akarurama akarega kuita zvakarurama, oita zvisina kururama,+ ofira izvozvo, achafa nokuda kwokusaruramisira kwake kwaakaita.+