Eksodho 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+ Numeri 14:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 ‘Jehovha, anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ anoregerera kukanganisa nokudarika,+ asi asingazomboregi kuranga,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.’+ Nehemiya 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+
6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+
18 ‘Jehovha, anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ anoregerera kukanganisa nokudarika,+ asi asingazomboregi kuranga,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.’+
31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+