Jeremiya 29:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “‘Muchanditsvaka, mondiwana,+ nokuti muchanditsvaka nemwoyo yenyu yose.+ Dhanieri 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndakatarira+ kuna Jehovha Mwari wechokwadi, kuti ndimutsvake nokunyengetera+ nokuteterera nokutsanya, ndakapfeka masaga uye ndiine madota.+ Mateu 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa.
3 Ndakatarira+ kuna Jehovha Mwari wechokwadi, kuti ndimutsvake nokunyengetera+ nokuteterera nokutsanya, ndakapfeka masaga uye ndiine madota.+
7 “Rambai muchikumbira,+ uye muchapiwa; rambai muchitsvaka, uye muchawana; rambai muchigogodza,+ uye muchazarurirwa.