Jobho 38:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nyeredzi dzemangwanani+ padzakashevedzera nomufaro pamwe chete,Uye vanakomana vose vaMwari+ pavakatanga kushevedzera vachirumbidza? Pisarema 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Haiwa imi vanakomana vevanhu vakasimba, ipai Jehovha,Ipai Jehovha rukudzo nesimba.+
7 Nyeredzi dzemangwanani+ padzakashevedzera nomufaro pamwe chete,Uye vanakomana vose vaMwari+ pavakatanga kushevedzera vachirumbidza?