Johani 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akataura zvinhu izvi, uye pashure peizvi akati kwavari: “Razaro shamwari yedu azorora, asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa muhope.”+ Mabasa 7:60 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 60 Zvino, achipfugama, akashevedzera nenzwi rakasimba achiti: “Jehovha, musavapa mhosva yechivi ichi.”+ Pashure pokunge ataura izvi akarara murufu. 1 VaKorinde 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvisinei, zvino Kristu akamutswa kuvakafa,+ icho chibereko chokutanga+ pane vaya vakarara murufu.+ 2 Petro 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vachiti:+ “Uku kuvapo kwake kwakapikirwa kuri kupiko?+ Chokwadi, kubvira pazuva rakarara madzitateguru edu murufu, zvinhu zvose zviri kuramba zvakaita sezvazvakanga zvakangoita kubvira pazvakatanga kusikwa.”+
11 Akataura zvinhu izvi, uye pashure peizvi akati kwavari: “Razaro shamwari yedu azorora, asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa muhope.”+
60 Zvino, achipfugama, akashevedzera nenzwi rakasimba achiti: “Jehovha, musavapa mhosva yechivi ichi.”+ Pashure pokunge ataura izvi akarara murufu.
20 Zvisinei, zvino Kristu akamutswa kuvakafa,+ icho chibereko chokutanga+ pane vaya vakarara murufu.+
4 vachiti:+ “Uku kuvapo kwake kwakapikirwa kuri kupiko?+ Chokwadi, kubvira pazuva rakarara madzitateguru edu murufu, zvinhu zvose zviri kuramba zvakaita sezvazvakanga zvakangoita kubvira pazvakatanga kusikwa.”+