Revhitiko 26:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Vaya vanosara pakati penyu vachaora+ nokuda kwokukanganisa kwavo vari munyika dzevavengi venyu. Chokwadi, vachaora kunyange nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba avo.+ Pisarema 50:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Wakaita zvinhu izvi, ini ndikaramba ndakanyarara.+Wakafunga kuti chokwadi ndaizoita sewe.+Ndichakutsiura,+ uye ndichaisa zvinhu zvako pamberi pako.+ Jeremiya 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti maziso angu ari kuona nzira dzavo dzose. Havana kuvanzika pamberi pangu, uyewo kukanganisa kwavo hakuna kuvanzwa pamberi pangu.+
39 Vaya vanosara pakati penyu vachaora+ nokuda kwokukanganisa kwavo vari munyika dzevavengi venyu. Chokwadi, vachaora kunyange nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba avo.+
21 Wakaita zvinhu izvi, ini ndikaramba ndakanyarara.+Wakafunga kuti chokwadi ndaizoita sewe.+Ndichakutsiura,+ uye ndichaisa zvinhu zvako pamberi pako.+
17 Nokuti maziso angu ari kuona nzira dzavo dzose. Havana kuvanzika pamberi pangu, uyewo kukanganisa kwavo hakuna kuvanzwa pamberi pangu.+