Revhitiko 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Musaba,+ musanyengera,+ uye ngaparege kuva nomunhu anonyengedza mumwe wake.+ Zvirevo 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Muromo wechokwadi+ ndiwo uchasimbiswa nokusingaperi,+ asi rurimi rwenhema ruchangovapo kwenguva duku.+ Jeremiya 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 mumwe nomumwe anoramba achinyengedza shamwari yake;+ uye havatauri chokwadi zvachose. Vakadzidzisa rurimi rwavo kureva nhema.+ Vakazvinetesa nokuita zvakaipa.+ VaEfeso 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi nokutaura chokwadi,+ isu ngatikurei norudo+ muzvinhu zvose muna Kristu, uyo ari musoro.+ VaEfeso 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+
19 Muromo wechokwadi+ ndiwo uchasimbiswa nokusingaperi,+ asi rurimi rwenhema ruchangovapo kwenguva duku.+
5 mumwe nomumwe anoramba achinyengedza shamwari yake;+ uye havatauri chokwadi zvachose. Vakadzidzisa rurimi rwavo kureva nhema.+ Vakazvinetesa nokuita zvakaipa.+
25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+