RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 44:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 “Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ nokuti Jehovha azviita!+ Shevedzerai mukukunda,+ imi mativi akadzikira kwazvo enyika!+ Farai, imi makomo,+ nokushevedzera kwokufara, iwe sango nemi miti yose iri mariri! Nokuti Jehovha adzikinura Jakobho, uye anoratidza runako rwake pana Israeri.”+

  • Isaya 49:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+

  • Isaya 55:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “Nokuti muchabuda muchifara,+ uye muchaunzwa muine rugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu nokushevedzera kwokufara,+ uye miti yomusango yose ichaombera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe