Jakobho 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvipo zvose zvakanaka+ nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro,+ nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga,+ uye ivo havambochinji sokufamba kunoita mumvuri.+ 1 Johani 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iri ndiro shoko ratakanzwa kwaari uye tiri kukuzivisai,+ kuti Mwari chiedza+ uye maari hamuna kana rima.+
17 Zvipo zvose zvakanaka+ nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro,+ nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga,+ uye ivo havambochinji sokufamba kunoita mumvuri.+
5 Iri ndiro shoko ratakanzwa kwaari uye tiri kukuzivisai,+ kuti Mwari chiedza+ uye maari hamuna kana rima.+