Eksodho 14:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Mvura yakaramba ichidzokera.+ Iyo yakazofukidza ngoro dzehondo nevarwi vaitasva mabhiza vemauto ose ehondo aFarao vakanga vapinda mugungwa vachivatevera.+ Hapana kana nomumwe wavo akasara.+ Eksodho 15:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mvura ine mafungu yavafukidza;+ vanyura munzvimbo dzakadzika sedombo.+ Dheuteronomi 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 kana zvaakaitira mauto ehondo eIjipiti, mabhiza ake nengoro dzake dzehondo pamberi pezviso zvaakaita kuti mvura yomuGungwa Dzvuku ifashukire pavaivatevera,+ Jehovha akavaparadza kusvikira nhasi;+ Joshua 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vakatanga kuchemera Jehovha.+ Naizvozvo akaisa rima pakati penyu nevaIjipiti,+ akaunza gungwa pamusoro pavo, akavafukidza,+ uye maziso enyu akaona zvandakaita muIjipiti;+ uye makagara murenje kwemazuva mazhinji.+ Pisarema 78:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 Akaramba achivatungamirira vakachengeteka, uye havana kutya;+Uye gungwa rakafukidza vavengi vavo.+
28 Mvura yakaramba ichidzokera.+ Iyo yakazofukidza ngoro dzehondo nevarwi vaitasva mabhiza vemauto ose ehondo aFarao vakanga vapinda mugungwa vachivatevera.+ Hapana kana nomumwe wavo akasara.+
4 kana zvaakaitira mauto ehondo eIjipiti, mabhiza ake nengoro dzake dzehondo pamberi pezviso zvaakaita kuti mvura yomuGungwa Dzvuku ifashukire pavaivatevera,+ Jehovha akavaparadza kusvikira nhasi;+
7 Vakatanga kuchemera Jehovha.+ Naizvozvo akaisa rima pakati penyu nevaIjipiti,+ akaunza gungwa pamusoro pavo, akavafukidza,+ uye maziso enyu akaona zvandakaita muIjipiti;+ uye makagara murenje kwemazuva mazhinji.+
53 Akaramba achivatungamirira vakachengeteka, uye havana kutya;+Uye gungwa rakafukidza vavengi vavo.+