Eksodho 15:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mafuridza nemhepo yenyu yokufema,+ gungwa rikavafukidza;+Vanyura somutobvu mumvura ine simba.+ Dheuteronomi 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 kana zvaakaitira mauto ehondo eIjipiti, mabhiza ake nengoro dzake dzehondo pamberi pezviso zvaakaita kuti mvura yomuGungwa Dzvuku ifashukire pavaivatevera,+ Jehovha akavaparadza kusvikira nhasi;+ Nehemiya 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+ Pisarema 78:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 Akaramba achivatungamirira vakachengeteka, uye havana kutya;+Uye gungwa rakafukidza vavengi vavo.+ VaHebheru 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+
4 kana zvaakaitira mauto ehondo eIjipiti, mabhiza ake nengoro dzake dzehondo pamberi pezviso zvaakaita kuti mvura yomuGungwa Dzvuku ifashukire pavaivatevera,+ Jehovha akavaparadza kusvikira nhasi;+
11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+
53 Akaramba achivatungamirira vakachengeteka, uye havana kutya;+Uye gungwa rakafukidza vavengi vavo.+
29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+