Pisarema 77:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndichafungisisa nezvebasa renyu rose,+Ndichava nehanya nezvamakaita.+ Pisarema 143:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakayeuka mazuva ekare kare;+Ndakafungisisa mabasa enyu ose;+Ndakaramba ndichifunga nezvebasa remaoko enyu ndiine chido.+ Jeremiya 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
5 Ndakayeuka mazuva ekare kare;+Ndakafungisisa mabasa enyu ose;+Ndakaramba ndichifunga nezvebasa remaoko enyu ndiine chido.+
24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.