Genesisi 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akatenda muna Jehovha;+ akamuti akarurama.+ 2 VaKorinde 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino nokuti tine mudzimu wakafanana wokutenda souya wakanyorwa nezvawo kuti: “Ndakatenda, saka ndakataura,”+ isuwo tinotenda saka tinotaura, VaHebheru 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Kutenda+ kutarisira nechivimbo zvinhu zvinenge zvichitarisirwa,+ kuratidzwa kuri pachena kwezvinhu chaizvoizvo kunyange zvisati zvaonekwa.+
13 Zvino nokuti tine mudzimu wakafanana wokutenda souya wakanyorwa nezvawo kuti: “Ndakatenda, saka ndakataura,”+ isuwo tinotenda saka tinotaura,
11 Kutenda+ kutarisira nechivimbo zvinhu zvinenge zvichitarisirwa,+ kuratidzwa kuri pachena kwezvinhu chaizvoizvo kunyange zvisati zvaonekwa.+