Pisarema 119:64 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 64 Mutsa wenyu worudo, haiwa Jehovha, wazadza nyika.+Ndidzidzisei mirau yenyu.+ Isaya 48:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri+ wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anokudzidzisa kuti ubatsirwe,+ Iye anokufambisa panzira yaunofanira kufamba nayo.+ Johani 6:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Mune Zvakanyorwa nevaprofita makanzi, ‘Vose vachadzidziswa naJehovha.’+ Munhu wose anenge anzwa kuna Baba akadzidza anouya kwandiri.+ Jakobho 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+
17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri+ wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anokudzidzisa kuti ubatsirwe,+ Iye anokufambisa panzira yaunofanira kufamba nayo.+
45 Mune Zvakanyorwa nevaprofita makanzi, ‘Vose vachadzidziswa naJehovha.’+ Munhu wose anenge anzwa kuna Baba akadzidza anouya kwandiri.+
5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+