Pisarema 34:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ibva pane zvakaipa, uite zvakanaka;+Tsvaka rugare, urutevere.+ Mateu 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Vanofara vanoita kuti pave norugare,+ nokuti vachanzi ‘vanakomana+ vaMwari.’ VaHebheru 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Teverai rugare nevanhu vose,+ noutsvene+ nokuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe,+ 1 Petro 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 asi ngaabve pane zvakaipa+ aite zvakanaka; ngaatsvake rugare arutevere.+