Pisarema 146:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jehovha acharamba ari mambo nokusingagumi,+Iye Mwari wako, haiwa iwe Ziyoni, kwezvizvarwa nezvizvarwa.+Rumbidzai Jah!+ Jeremiya 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndiani asingazokutyii,+ haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nokuti makakodzerwa nazvo; nokuti pakati pevakachenjera vose vemamwe marudzi uye pakati poumambo hwavo hwose hapana akaita semi.+ 1 Timoti 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.
10 Jehovha acharamba ari mambo nokusingagumi,+Iye Mwari wako, haiwa iwe Ziyoni, kwezvizvarwa nezvizvarwa.+Rumbidzai Jah!+
7 Ndiani asingazokutyii,+ haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nokuti makakodzerwa nazvo; nokuti pakati pevakachenjera vose vemamwe marudzi uye pakati poumambo hwavo hwose hapana akaita semi.+
17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.