Pisarema 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Haiwa Jehovha, munorambirei makamira kure?+Munorambirei makavanda munguva dzokutambudzika?+ VaHebheru 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+
7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+