Mateu 26:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Achienda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake, achinyengetera+ achiti: “Baba vangu, kana zvichibvira, kapu iyi+ ngaindipfuure. Zvisinei, kwete sokuda kwangu,+ asi sokuda kwenyu.”+ Johani 12:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino mweya wangu unonetseka,+ ndichatii? Baba, ndiponesei muawa ino.+ Kunyange zvakadaro, ndokusaka ndasvika paawa ino.
39 Achienda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake, achinyengetera+ achiti: “Baba vangu, kana zvichibvira, kapu iyi+ ngaindipfuure. Zvisinei, kwete sokuda kwangu,+ asi sokuda kwenyu.”+
27 Zvino mweya wangu unonetseka,+ ndichatii? Baba, ndiponesei muawa ino.+ Kunyange zvakadaro, ndokusaka ndasvika paawa ino.