Pisarema 69:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Regai kuvanzira mushumiri wenyu chiso chenyu.+Nokuti ndiri kutambudzika kwazvo, kurumidzai kundipindura.+ Pisarema 143:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Haiwa, kurumidzai, ndipindurei, haiwa Jehovha.+Simba rangu rapera.+Musandivanzira chiso chenyu,+Nokuti ndingafanana nevaya vanoburukira mugomba.+ Isaya 59:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Aiwa, asi kukanganisa kwenyu kwava zvinhu zviri kukuparadzanisai naMwari wenyu,+ uye zvivi zvenyu zvaita kuti muvanzirwe chiso chake kuti arege kunzwa.+
17 Regai kuvanzira mushumiri wenyu chiso chenyu.+Nokuti ndiri kutambudzika kwazvo, kurumidzai kundipindura.+
7 Haiwa, kurumidzai, ndipindurei, haiwa Jehovha.+Simba rangu rapera.+Musandivanzira chiso chenyu,+Nokuti ndingafanana nevaya vanoburukira mugomba.+
2 Aiwa, asi kukanganisa kwenyu kwava zvinhu zviri kukuparadzanisai naMwari wenyu,+ uye zvivi zvenyu zvaita kuti muvanzirwe chiso chake kuti arege kunzwa.+