Pisarema 38:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vadiwa vangu neshamwari dzangu, vanoramba vakamira kure nehosha yangu,+Vandinonyatsozivana navo vamira kure.+ Pisarema 88:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Makaisa vandinozivana navo kure neni;+Makaita kuti ndive chinhu chinosemesa kwazvo kwavari.+Ndakavharirwa uye handigoni kubuda.+ Muparidzi 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino mariri maiva nomurume aiva murombo asi akachenjera, uye iyeye akapukunyutsa guta racho nouchenjeri hwake.+ Asi hapana munhu akayeuka murombo iyeye.+ Jakobho 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 munofarira+ uya akapfeka zvipfeko zvakanaka kwazvo moti: “Iwe gara pano apa panzvimbo yakanaka,” asi kumurombo moti: “Iwe ramba wakamira,” kana kuti: “Gara apo pedyo nechitsiko chetsoka dzangu,”
11 Vadiwa vangu neshamwari dzangu, vanoramba vakamira kure nehosha yangu,+Vandinonyatsozivana navo vamira kure.+
8 Makaisa vandinozivana navo kure neni;+Makaita kuti ndive chinhu chinosemesa kwazvo kwavari.+Ndakavharirwa uye handigoni kubuda.+
15 Zvino mariri maiva nomurume aiva murombo asi akachenjera, uye iyeye akapukunyutsa guta racho nouchenjeri hwake.+ Asi hapana munhu akayeuka murombo iyeye.+
3 munofarira+ uya akapfeka zvipfeko zvakanaka kwazvo moti: “Iwe gara pano apa panzvimbo yakanaka,” asi kumurombo moti: “Iwe ramba wakamira,” kana kuti: “Gara apo pedyo nechitsiko chetsoka dzangu,”