Revhitiko 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vokwako kuti uchere vamwe.+ Usatsvaka kuisa upenyu hwomumwe wako mungozi.+ Ndini Jehovha. VaGaratiya 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka, Jakobho 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi kana muine godo rinovava+ nokukakavara+ mumwoyo menyu, musazvikudza+ muchirevera chokwadi nhema.+ 3 Johani 10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo, kana ndikauya, ndichaita kuti mabasa ake ayeukwe aanoramba achiita,+ achitireva nemashoko akaipa.+ Uyewo, asingagutsikani nezvinhu izvi, iye pachake haagamuchiriwo hama+ noruremekedzo, uye anoedza kudzivisa+ uye kudzingira kunze+ kweungano vaya vanoda kudzigamuchira.+
16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vokwako kuti uchere vamwe.+ Usatsvaka kuisa upenyu hwomumwe wako mungozi.+ Ndini Jehovha.
20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka,
14 Asi kana muine godo rinovava+ nokukakavara+ mumwoyo menyu, musazvikudza+ muchirevera chokwadi nhema.+
10 Naizvozvo, kana ndikauya, ndichaita kuti mabasa ake ayeukwe aanoramba achiita,+ achitireva nemashoko akaipa.+ Uyewo, asingagutsikani nezvinhu izvi, iye pachake haagamuchiriwo hama+ noruremekedzo, uye anoedza kudzivisa+ uye kudzingira kunze+ kweungano vaya vanoda kudzigamuchira.+