VaRoma 11:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Haiwa, pfuma yaMwari+ nouchenjeri+ nezivo+ zvakadzama sei! Kutonga+ kwake hakugoni kuongororwa sei uye nzira dzake hadzigoni kurondwa sei! VaRoma 16:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 kuna Mwari, akachenjera oga,+ ngakuve nokubwinya+ nokuna Jesu Kristu+ nokusingaperi. Ameni. 1 VaKorinde 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Munhu akachenjera ari kupi? Munyori ari kupi?+ Munhu ane nharo+ womumamiriro ezvinhu epanguva ino ari kupi?+ Mwari haana kuita kuti uchenjeri hwenyika ino huve upenzi here?+ 1 VaKorinde 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 kuti kutenda kwenyu kuve musimba raMwari,+ kwete muuchenjeri hwevanhu.+ VaEfeso 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Izvi zvakaitika kuti zvino hurumende nevanhu vane masimba+ vari munzvimbo dzokudenga vaziviswe uchenjeri hwaMwari hunoratidzwa nenzira zhinji dzakasiyana-siyana+ pachishandiswa ungano,+ Jakobho 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi uchenjeri+ hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena,+ uyewo hune rugare,+ hunonzwisisa,+ hunoda kuteerera, huzere nengoni nezvibereko zvakanaka,+ hahusaruri,+ hahunyengeri.+
33 Haiwa, pfuma yaMwari+ nouchenjeri+ nezivo+ zvakadzama sei! Kutonga+ kwake hakugoni kuongororwa sei uye nzira dzake hadzigoni kurondwa sei!
20 Munhu akachenjera ari kupi? Munyori ari kupi?+ Munhu ane nharo+ womumamiriro ezvinhu epanguva ino ari kupi?+ Mwari haana kuita kuti uchenjeri hwenyika ino huve upenzi here?+
10 Izvi zvakaitika kuti zvino hurumende nevanhu vane masimba+ vari munzvimbo dzokudenga vaziviswe uchenjeri hwaMwari hunoratidzwa nenzira zhinji dzakasiyana-siyana+ pachishandiswa ungano,+
17 Asi uchenjeri+ hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena,+ uyewo hune rugare,+ hunonzwisisa,+ hunoda kuteerera, huzere nengoni nezvibereko zvakanaka,+ hahusaruri,+ hahunyengeri.+