RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 39:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Ndakati: “Ndicharinda nzira dzangu+

      Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu.+

      Ndichaisa tomu kuti rive murindi womuromo wangu,+

      Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”+

  • Zvirevo 17:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Munhu anorega kutaura mashoko ake ane zivo,+ uye munhu ane ungwaru akadzikama.+

  • Zvirevo 21:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Munhu anochenjerera muromo wake norurimi rwake anochengeta mweya wake pakutambudzika.+

  • Jakobho 1:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zivai izvi, hama dzangu dzinodiwa. Munhu wose anofanira kukurumidza kunzwa, anonoke kutaura,+ anonoke kuva nehasha;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe