Zvirevo 3:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Jehovha anotuka imba yomunhu akaipa,+ asi anokomborera nzvimbo inogarwa nevakarurama.+ Zvirevo 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vakaipa vachaparadzwa uye havazovipo,+ asi imba yevakarurama icharamba yakamira.+ Zvirevo 21:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munhu Akarurama anofunga nezveimba yomunhu akaipa,+ achiwisira vakaipa pasi kuti vawane dambudziko ravo.+
12 Munhu Akarurama anofunga nezveimba yomunhu akaipa,+ achiwisira vakaipa pasi kuti vawane dambudziko ravo.+