Numeri 25:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ichava sungano youpristi nokusingagumi kwaari nevana vake vanomutevera,+ nokuti haana kushivirira vanokwikwidzana naMwari wake,+ uye ayananisira vanakomana vaIsraeri.’”+ 2 Samueri 7:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Imba yako noumambo hwako zvichava zvakasimba nokusingagumi pamberi pako; chigaro chako choumambo chichava chakasimba kwazvo nokusingagumi.”’”+ Zvirevo 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Imba inovakwa nouchenjeri,+ uye inosimbiswa kwazvo noungwaru.+ Mateu 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mashoko angu aya akaaita achafananidzwa nomurume akangwara, akavakira imba yake padombo guru.+
13 Ichava sungano youpristi nokusingagumi kwaari nevana vake vanomutevera,+ nokuti haana kushivirira vanokwikwidzana naMwari wake,+ uye ayananisira vanakomana vaIsraeri.’”+
16 Imba yako noumambo hwako zvichava zvakasimba nokusingagumi pamberi pako; chigaro chako choumambo chichava chakasimba kwazvo nokusingagumi.”’”+
24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mashoko angu aya akaaita achafananidzwa nomurume akangwara, akavakira imba yake padombo guru.+