Pisarema 34:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ityai Jehovha, imi vatsvene vake,+Nokuti vaya vanomutya havana chavanoshayiwa.+ Maraki 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Panguva iyoyo vaya vaitya Jehovha+ vakataurirana, mumwe nomumwe neshamwari yake, Jehovha akaramba akateerera uye achinzwa.+ Bhuku rokuyeuchidza rakatanga kunyorwa pamberi pake+ nokuda kwevaya vanotya Jehovha nevaya vanofunga nezvezita rake.+ Mabasa 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Chokwadi, ungano+ yacho muJudhiya mose nomuGarireya nomuSamariya yakabva yapinda munguva yorugare, ichivakwa; uye yakaramba ichiwedzera zvayaifamba ichitya Jehovha+ uye ichinyaradzwa nomudzimu mutsvene.+
16 Panguva iyoyo vaya vaitya Jehovha+ vakataurirana, mumwe nomumwe neshamwari yake, Jehovha akaramba akateerera uye achinzwa.+ Bhuku rokuyeuchidza rakatanga kunyorwa pamberi pake+ nokuda kwevaya vanotya Jehovha nevaya vanofunga nezvezita rake.+
31 Chokwadi, ungano+ yacho muJudhiya mose nomuGarireya nomuSamariya yakabva yapinda munguva yorugare, ichivakwa; uye yakaramba ichiwedzera zvayaifamba ichitya Jehovha+ uye ichinyaradzwa nomudzimu mutsvene.+