RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 24:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Umupe mubayiro wake pazuva rake,+ uye zuva ngarirege kuvira uinawo, nokuti ari kutambudzika uye mweya wake uri kutarisira mubayiro wake; kuti arege kuchema kuna Jehovha pamusoro pako,+ chikava chivi kwauri.+

  • Pisarema 12:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 “Nokuda kwokupambwa kwevanotambudzika, nokuda kwokugomera kwevarombo,+

      Ndichasimuka panguva ino,” anodaro Jehovha.+

      “Ndichamuchengetedza pamunhu wose anomushora.”+

  • Zvirevo 17:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Munhu anonyomba murombo anonyomba Muiti wake.+ Munhu anofarira njodzi yomumwe haazoregi kurangwa.+

  • Muparidzi 5:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Kana ukaona murombo achidzvinyirirwa uye kururamisira+ nokururama zvichibviswa mudunhu nechisimba, usashamiswa nazvo,+ nokuti uya ari pamusorosoro pouya ari pamusoro pevamwe+ akatarira,+ uye pane vaya vari pamusoro pavo.

  • VaRoma 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza;+ asi sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuzvidza kwevaya vakanga vachikuzvidzai kwakawira pandiri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe