Mateu 6:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri: Regai kuzvidya mwoyo+ pamusoro pemweya yenyu pamusoro pechamuchadya kana chamuchanwa, kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ Mweya haurevi zvinopfuura zvokudya uye muviri kupfuura zvipfeko here?+ Mateu 6:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Naizvozvo, musambozvidya mwoyo pamusoro pezuva rinotevera,+ nokuti zuva rinotevera richava nokuzvidya mwoyo kwaro. Zuva rimwe nerimwe rinokwanirwa nouipi hwaro. Ruka 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokudaro akati, ‘Ndichadai:+ Ndichaputsa matura angu ndovaka makuru, uye ndichaunganidzira imomo zviyo zvangu zvose nezvinhu zvangu zvose zvakanaka;+
25 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri: Regai kuzvidya mwoyo+ pamusoro pemweya yenyu pamusoro pechamuchadya kana chamuchanwa, kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ Mweya haurevi zvinopfuura zvokudya uye muviri kupfuura zvipfeko here?+
34 Naizvozvo, musambozvidya mwoyo pamusoro pezuva rinotevera,+ nokuti zuva rinotevera richava nokuzvidya mwoyo kwaro. Zuva rimwe nerimwe rinokwanirwa nouipi hwaro.
18 Nokudaro akati, ‘Ndichadai:+ Ndichaputsa matura angu ndovaka makuru, uye ndichaunganidzira imomo zviyo zvangu zvose nezvinhu zvangu zvose zvakanaka;+