Ruka 9:62 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 62 Jesu akati kwaari: “Hapana munhu anoti kana abata gejo+ otarira zvinhu zviri shure+ akanyatsokodzerwa noumambo hwaMwari.” VaFiripi 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hama, handizvioni sendatoubata; asi kune chinhu chimwe chete pamusoro pawo: Ndichikanganwa zvinhu zviri shure,+ uye ndichisveerera zvinhu zviri mberi,+
62 Jesu akati kwaari: “Hapana munhu anoti kana abata gejo+ otarira zvinhu zviri shure+ akanyatsokodzerwa noumambo hwaMwari.”
13 Hama, handizvioni sendatoubata; asi kune chinhu chimwe chete pamusoro pawo: Ndichikanganwa zvinhu zviri shure,+ uye ndichisveerera zvinhu zviri mberi,+