Numeri 32:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi kana musingazoiti saizvozvi, muchatadzirawo Jehovha.+ Kana zvikadaro zivai kuti chivi chenyu chichakuwanai.+ Jobho 18:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chiedza chevakaipa chichadzimwa+Uye pfarivari yomoto wake haizopenyi. Pisarema 11:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha anoongorora munhu akarurama pamwe chete neakaipa,+Mweya wake unovenga munhu wose anoda zvechisimba.+ Pisarema 37:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+ Isaya 57:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvanzi naMwari wangu, “Hakuna rugare nokuda kwevakaipa.”+ Mateu 25:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Zvino ava vachaenda mukugurwa kusingaperi,+ asi vakarurama muupenyu husingaperi.”+ 2 Petro 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,
23 Asi kana musingazoiti saizvozvi, muchatadzirawo Jehovha.+ Kana zvikadaro zivai kuti chivi chenyu chichakuwanai.+
5 Jehovha anoongorora munhu akarurama pamwe chete neakaipa,+Mweya wake unovenga munhu wose anoda zvechisimba.+
10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+
12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,