Pisarema 100:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Shumirai Jehovha muchifara.+Uyai pamberi pake muchishevedzera nomufaro.+ Muparidzi 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndava kuziva kuti hapana chinhu chiri nani kwavari kupfuura kuti munhu afare uye aite zvakanaka muupenyu;+ Mateu 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Farai musvetuke nomufaro,+ nokuti mubayiro wenyu+ mukuru kumatenga; nokuti vakatambudza vaprofita+ vakakutangirai saizvozvo. VaFiripi 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Garai muchifara munaShe.+ Ndinotizve, Farai!+
12 Ndava kuziva kuti hapana chinhu chiri nani kwavari kupfuura kuti munhu afare uye aite zvakanaka muupenyu;+
12 Farai musvetuke nomufaro,+ nokuti mubayiro wenyu+ mukuru kumatenga; nokuti vakatambudza vaprofita+ vakakutangirai saizvozvo.