Pisarema 37:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vimba naJehovha uite zvakanaka;+Gara panyika, uite zvinhu nokutendeka.+ Isaya 64:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makasangana nomunhu aipembera nomufaro uye aiita zvakarurama,+ vaya vairamba vachikuyeukai munzira dzenyu.+ Tarirai! Patairamba tichitadza,+ imi makatsamwa+—takaramba takadaro kwenguva refu, zvino tingaponeswa here?+ 1 VaTesaronika 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Onai kuti hapana anotsiva zvinokuvadza nezvinokuvadza kune mumwe munhu,+ asi garai muchitevera zvakanaka kune mumwe nomumwe nokune vamwe vose.+ 1 Timoti 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti vaite zvakanaka,+ kuti vapfume pamabasa akanaka,+ kuti vave norupo, vanoda kugovana,+
5 Makasangana nomunhu aipembera nomufaro uye aiita zvakarurama,+ vaya vairamba vachikuyeukai munzira dzenyu.+ Tarirai! Patairamba tichitadza,+ imi makatsamwa+—takaramba takadaro kwenguva refu, zvino tingaponeswa here?+
15 Onai kuti hapana anotsiva zvinokuvadza nezvinokuvadza kune mumwe munhu,+ asi garai muchitevera zvakanaka kune mumwe nomumwe nokune vamwe vose.+