RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 72:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Mumazuva ake, munhu akarurama achamera,+

      Uye rugare rukuru ruchavapo kusvikira mwedzi usisipo.+

  • Isaya 60:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Chisimba hachichazonzwikizve munyika yako, kupamba kana kuparadza mukati memiganhu yako.+ Uchatumidza masvingo ako kuti Ruponeso,+ nemagedhi ako kuti Kurumbidza.

  • Mika 4:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Achatonga pakati pemarudzi mazhinji,+ oruramisa zvinhu+ pamusoro pemarudzi ane simba ari kure.+ Vachapfura mapakatwa avo kuti ave miromo yemagejo nemapfumo avo kuti ave zvokuchekereresa miti.+ Havazosimudzirani mapakatwa, rudzi norudzi, uyewo havazodzidzizve kurwa.+

  • Mateu 5:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 Zvisinei, ini ndinoti kwamuri: Rambai muchida vavengi venyu+ uye muchinyengeterera vaya vanokutambudzai;+

  • Mateu 26:52
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako munzvimbo yaro,+ nokuti vose vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe