Revhitiko 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Kana mukaramba muchifamba mumirau yangu, muchichengeta mirayiro yangu uye moiita,+ Dheuteronomi 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+ Pisarema 119:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndichada kwazvo mirau yenyu.+Handizokanganwi shoko renyu.+ Jakobho 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Kune munhu mumwe chete anopa mitemo uye mutongi,+ iye anokwanisa kuponesa nokuparadza.+ Asi iwe, ndiwe ani kuti utonge muvakidzani wako?+
15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+
12 Kune munhu mumwe chete anopa mitemo uye mutongi,+ iye anokwanisa kuponesa nokuparadza.+ Asi iwe, ndiwe ani kuti utonge muvakidzani wako?+