Ezra 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino panguva yechinopiwa chezviyo+ chemanheru ndakasimuka pakuzvininipisa kwangu, nguo yangu nejasi rangu risina maoko zvakabvaruka, ndikapfugama nemabvi angu+ ndikatambanudzira Jehovha Mwari wangu zvanza zvangu.+ Pisarema 123:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 123 Ndakatarira kwamuri,+Haiwa Imi munogara kumatenga.+ Dhanieri 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndakatarira+ kuna Jehovha Mwari wechokwadi, kuti ndimutsvake nokunyengetera+ nokuteterera nokutsanya, ndakapfeka masaga uye ndiine madota.+
5 Zvino panguva yechinopiwa chezviyo+ chemanheru ndakasimuka pakuzvininipisa kwangu, nguo yangu nejasi rangu risina maoko zvakabvaruka, ndikapfugama nemabvi angu+ ndikatambanudzira Jehovha Mwari wangu zvanza zvangu.+
3 Ndakatarira+ kuna Jehovha Mwari wechokwadi, kuti ndimutsvake nokunyengetera+ nokuteterera nokutsanya, ndakapfeka masaga uye ndiine madota.+